Ɀireʋo 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti vasinganzwisisi vanouraiwa nokutsauka kwavo kushaya hanya kwamapenzi kunoauraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti kudzokera shure kwaʋasinamano kucaʋaʋuraya, Kusaʋa nehanya kwamapenzi kucaaparadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti kudzokera shure kwavasina mano kuchavauraya, Kusava nehanya kwamapenzi kuchavaparadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti vasinganzwisisi vanouraiwa nokutsauka kwavo kushaya hanya kwamapenzi kunoauraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 nokuti vasinganzwisisi vanouraiwa nokutsauka kwavo kushaya hanya kwamapenzi kunoauraya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Nokuti kusateerera kwavasina mano kuchavaurayisa, uye kushaya hanya kwamapenzi kuchavaparadza; Viz kapitola |