Ɀireʋo 1:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Havana kuita hanya nemazano angu vakashora kuvatsiura kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋakaramba mano aŋgu ose, Ʋakashoʋora kuraira kwaŋgu kwose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Vakaramba mano angu ose, Vakashora kuraira kwangu kwose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Havana kuita hanya nemazano angu vakashora kuvatsiura kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Havana kuita hanya nemazano angu vakashora kuvatsiura kwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 sezvo vasina kugamuchira yambiro yangu, uye vakashora kutsiura kwangu, Viz kapitola |