Ɀireʋo 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana neniwo ndichakusekai mupfumvu yenyu ndikusveveredzei kana mabatwa nokutya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo neni ʋo ndicaseka kana maʋa munhamo yenyu; Ndicakuɗaɗirai, kana kutya kwenyu kuciȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Naizvozvo neniwo ndichaseka kana mava munhamo yenyu; Ndichakudadirai, kana kutya kwenyu kuchisvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana neniwo ndichakusekai mupfumvu yenyu ndikusveveredzei kana mabatwa nokutya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kana neniwo ndichakusekai mupfumvu yenyu ndikusveveredzei kana mabatwa nokutya, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 iniwo ndichaseka panguva yenjodzi yenyu; ndichaseka dambudziko parichakusvikirai, Viz kapitola |