Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Hauna kumboita hanya nemazano angu makaramba kuti ndikutsiurei.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi makaɀidza mano aŋgu ose, Mukaramba cose kuraira kwaŋgu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi makazvidza mano angu ose, Mukaramba chose kuraira kwangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Hauna kumboita hanya nemazano angu makaramba kuti ndikutsiurei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Hauna kumboita hanya nemazano angu makaramba kuti ndikutsiurei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 sezvo makashaya hanya nokurayira kwangu, uye mukasagamuchira kutsiura kwangu,

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 1:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy