Ɀireʋo 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 ndinodaro nokuti ndakadaidzira asi makaramba kudavira. Ndakatambanudza ruoko asi hapana akambotirimuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀandakaɗana, imi mukaramba; Ndikatambanudza ruʋoko rwaŋgu, kukasaʋa nomunhu wakaraŋgarira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvandakadana, imi mukaramba; Ndikatambanudza ruoko rwangu, kukasava nomunhu akarangarira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 ndinodaro nokuti ndakadaidzira asi makaramba kudavira. Ndakatambanudza ruoko asi hapana akambotirimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 ndinodaro nokuti ndakadaidzira asi makaramba kudavira. Ndakatambanudza ruoko asi hapana akambotirimuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Asi sezvo makandiramba pandakakudanai uye pasina kana mumwe akateerera pandakatambanudza ruoko rwangu, Viz kapitola |