Ɀireʋo 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Teererai zvandinokutsiurai ini ndichazvikwengura ipfungwa dzangu kwamuri ndikuzivisei mashoko angu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Dzokai kana mucinzwa kuraira kwaŋgu, Tarirai ndicaɗurura mŋeya waŋgu pamsoro penyu; Ndicakuziʋisai mashoko aŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Dzokai kana muchinzwa kuraira kwangu, Tarirai ndichadurura mweya wangu pamusoro penyu; Ndichakuzivisai mashoko angu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Teererai zvandinokutsiurai ini ndichazvikwengura ipfungwa dzangu kwamuri ndikuzivisei mashoko angu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Teererai zvandinokutsiurai ini ndichazvikwengura ipfungwa dzangu kwamuri ndikuzivisei mashoko angu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Dai makateerera kutsiura kwangu, ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri. Viz kapitola |