Ɀireʋo 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ungwaru hunodanidzira mumugwagwa hunoshevedzera pamisika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋucenjeri ʋunoɗanidzira panzira dzomumusha; Ʋunonzwisa inzwi rabgo panɀimbo dzakafara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Uchenjeri unodanidzira panzira dzomumusha; unonzwisa izwi rahwo panzvimbo dzakafara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ungwaru hunodanidzira mumugwagwa hunoshevedzera pamisika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ungwaru hunodanidzira mumugwagwa hunoshevedzera pamisika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uchenjeri hunodanidzira nenzwi guru mumugwagwa, hunokwidza inzwi rahwo pachivara; Viz kapitola |