Ɀireʋo 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ʋaciti: Hendei tose, Ŋgatirindire ropa; Ŋgatiʋandire ʋasinemhoȿa kunyaŋge pasinemhaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kana vachiti, “Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyange pasina mhaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana vakati, “Handei tose; ngativandirei munhu timuuraye; ngativandirei mweya usina mhosva; Viz kapitola |