Zekaria 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo kutsanya kwapamwedzi wechina, nokutsanya kwapamwedzi wechishanu, nokutsanya kwewechinomwe uye nokutsanya kwewechigumi kunofanira kuva mwaka yokupembera kufara namazuva makuru okupembera kune vemba yokwaJudha, naizvozvo idai chokwadi norugare.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀanzi naJehova wehondo: Kuɀinyima ɀokudya nomŋedzi wecinna, nokuɀinyima ɀokudya nomŋedzi wecishanu, nokuɀinyima ɀokudya nomŋedzi wecinomŋe, nokuɀinyima ɀokudya nomŋedzi wegumi, ɀinofanira kuʋa kuimba yaJuda mufaro nokufarisisa, nemitambo inomufaro; saka iɗai ɀokwaɗi norugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Kuzvinyima zvokudya nomwedzi wechina, nokuzvinyima zvokudya nomwedzi wechishanu, nokuzvinyima zvokudya nomwedzi wechinomwe, nokuzvinyima zvokudya nomwedzi wegumi, zvinofanira kuva kuimba yaJudha mufaro nokufarisisa, nemitambo inomufaro; saka idai zvokwadi norugare.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo kutsanya kwapamwedzi wechina, nokutsanya kwapamwedzi wechishanu, nokutsanya kwewechinomwe uye nokutsanya kwewechigumi kunofanira kuva mwaka yokupembera kufara namazuva makuru okupembera kune vemba yokwaJudha, naizvozvo idai chokwadi norugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Zvanzi naTENZI wehondo nehondo kutsanya kwapamwedzi wechina, nokutsanya kwapamwedzi wechishanu, nokutsanya kwewechinomwe uye nokutsanya kwewechigumi kunofanira kuva mwaka yokupembera kufara namazuva makuru okupembera kune vemba yokwaJudha, naizvozvo idai chokwadi norugare.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Kutsanya kwomwedzi wechina, wechishanu, wechinomwe nowegumi kuchava nguva dzomufaro nokupembera, nemitambo yomufaro kuna Judha. Naizvozvo mude zvokwadi norugare.” Viz kapitola |