Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kandai pasi zvokurongerana mano akaipa mumwoyo, murege kuda mhiko dzenhema nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga. Ndizvo zviri kutaura TENZI.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira wokwake ɀakaipa mumŋoyo make; musaɗa kupika kwenhema; nokuti ɀinhu iɀi ɀose ndinoɀiʋeŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 kurege kuva nomumwe wenyu anofungira wokwake zvakaipa mumwoyo make; musada kupika kwenhema; nokuti zvinhu izvi zvose ndinozvivenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kandai pasi zvokurongerana mano akaipa mumwoyo, murege kuda mhiko dzenhema nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga. Ndizvo zviri kutaura TENZI.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Kandai pasi zvokurongerana mano akaipa mumwoyo, murege kuda mhiko dzenhema nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga. Ndizvo zviri kutaura TENZI.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 usarongera muvakidzani wako zvakaipa, uye usafarira kupika nhema. Ndinovenga zvose izvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 8:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy