Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana mucidya, kana mucinwa, hamuɀidyiri nokuɀinwira here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye pamaidya nokunwa, makanga musingangozvifadzi here?

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 7:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy