Zekaria 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “TENZI achatanga kununura mhuri dzokwaJudha kuitira kuti mbiri yemba yokwaDhavhidhi nembiri yavagari vomuJerusaremu irege kupfuura yedzimwewo mhuri dzose dzokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova ucataŋga kuponesa ʋo matente aJuda, kuti kukudzwa kweimba yaDavidi nokukudzwa kwaʋagere Jerusarema kurege kupfuʋura kukudzwa kwaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Jehovha achatanga kuponesawo matende aJudha, kuti kukudzwa kweimba yaDhavhidhi nokukudzwa kwavagere Jerusaremu kurege kupfuura kukudzwa kwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “TENZI achatanga kununura mhuri dzokwaJudha kuitira kuti mbiri yemba yokwaDhavhidhi nembiri yavagari vomuJerusaremu irege kupfuura yedzimwewo mhuri dzose dzokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “TENZI achatanga kununura mhuri dzokwaJudha kuitira kuti mbiri yemba yokwaDhavhidhi nembiri yavagari vomuJerusaremu irege kupfuura yedzimwewo mhuri dzose dzokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Jehovha achaponesa misha yeJudha kutanga, kuitira kuti kukudzwa kweimba yaDhavhidhi uye nokwavagari vomuJerusarema kurege kupfuura kweJudha. Viz kapitola |