Zekaria 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nezuʋa iro ndicaita madzishe aJuda segaŋgo romŋoto pakati pehuni, ʋuye sezhenje romŋoto pakati peɀisote; ʋacaparadza ndudzi dzose dzaʋanhu ʋakapoteredza, kuruʋoko rworudyi nokuruʋoko rworuɓoshwe; ʋeJerusarema ʋacagara ɀe panɀimbo yaʋo, ipo paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Pazuva iro ndichaita kuti vatungamiri veJudha vaite segango pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote. Vachaparadza kurudyi nokuruboshwe ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, asi Jerusarema richaramba riri panzvimbo paro. Viz kapitola |