Zekaria 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ini ndichasimbisa imba yokwaJudha ndigoponesa imba yokwaJosefi. Ndichavadzosera kuno nokuti ndinovanzwira ngoni. Vachaita sokunge ndisina kumbovaramba nokuti ini ndini TENZI, Mwari wavo uye ndichavapindura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicasimbisa imba yaJuda, ndicaponesa imba yaJosefa, nokuʋadzosera ɀe, nokuti ndicaʋanzwira nyasha; ʋacaʋa saʋanhu ʋasina‐kurashwa neni; nokuti ndini Jehova Mŋari waʋo, ndicaʋanzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Ndichasimbisa imba yaJudha, ndichaponesa imba yaJosefa, nokuvadzoserazve, nokuti ndichavanzwira nyasha; vachava savanhu vasina kurashwa neni; nokuti ndini Jehovha Mwari wavo, ndichavanzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ini ndichasimbisa imba yokwaJudha ndigoponesa imba yokwaJosefi. Ndichavadzosera kuno nokuti ndinovanzwira ngoni. Vachaita sokunge ndisina kumbovaramba nokuti ini ndini TENZI, Mwari wavo uye ndichavapindura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ini ndichasimbisa imba yokwaJudha ndigoponesa imba yokwaJosefi. Ndichavadzosera kuno nokuti ndinovanzwira ngoni. Vachaita sokunge ndisina kumbovaramba nokuti ini ndini TENZI, Mwari wavo uye ndichavapindura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Ndichasimbisa imba yaJudha uye ndichaponesa imba yaJosefa. Ndichavadzosa nokuti ndinovanzwira tsitsi. Vachava savanhu vandakanga ndisina kuramba, nokuti ndini Jehovha Mwari wavo uye ndichavapindura. Viz kapitola |