Zekaria 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Usiku ndakaona hoyo munhu akatasva bhiza dzvuku. Izvozvo aiva amire mukati memadenhe emumiti yorukato mumupata kuseri kwake kuina mabhizawo matsvuku neakatsvukuruka namachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndakatarira ʋusiku, ndikaʋona murume wakataȿa biza dɀuku, akamira pakati pemiti yemimirte yaiʋa mumupata; shure kwake kwakaŋga kunamabiza matȿuku namashora namacena. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndakatarira usiku, ndikaona murume akatasva bhiza dzvuku, akamira pakati pemiti yemimirite yaiva mumupata; shure kwake kwakanga kunamabhiza matsvuku namashora namachena.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Usiku ndakaona hoyo munhu akatasva bhiza dzvuku. Izvozvo aiva amire mukati memadenhe emumiti yorukato mumupata kuseri kwake kuina mabhizawo matsvuku neakatsvukuruka namachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Usiku ndakaona hoyo munhu akatasva bhiza dzvuku. Izvozvo aiva amire mukati memadenhe emumiti yorukato mumupata kuseri kwake kuina mabhizawo matsvuku neakatsvukuruka namachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panguva dzousiku ndakaona chiratidzo, hapo pamberi pangu paiva nomurume akanga akatasva bhiza dzvuku! Akanga akamira pakati pemiti yaiva mumupata. Shure kwake kwaiva namabhiza matsvuku, mashava uye namachena. Viz kapitola |