Online Bible

- Reklamy -

Zefania 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Ndakatsakatisa dzindudzi, zvokuzvidzivirira nazvo kuhondo zvasara zvava matongo. Ndakaparadza migwagwa yavo zvokuti hapana achatsikamo. Maguta avo ava matongo asina munhu kana anogaramo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ndakaparadza ndudzi, shoŋgwe dzaʋo aʋa matoŋgo; nzira dzaʋo dzomumisha ndakadziparadza, hakucina‐unopfuʋura napo; maguta aʋo akaparadzwa, hakunaʋanhu’mo, hakuna‐ugere’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Ndakaparadza ndudzi, shongwe dzavo ava matongo; nzira dzavo dzomumisha ndakadziparadza, hakuchina anopfuura napo; maguta avo akaparadzwa, hakuna vanhumo, hakuna agerepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Ndakatsakatisa dzindudzi, zvokuzvidzivirira nazvo kuhondo zvasara zvava matongo. Ndakaparadza migwagwa yavo zvokuti hapana achatsikamo. Maguta avo ava matongo asina munhu kana anogaramo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Ndakatsakatisa dzindudzi, zvokuzvidzivirira nazvo kuhondo zvasara zvava matongo. Ndakaparadza migwagwa yavo zvokuti hapana achatsikamo. Maguta avo ava matongo asina munhu kana anogaramo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Ndakaparadza ndudzi; shongwe dzavo dzakaparara. Ndakasiya nzira dzavo dzisisafambwi, hapasisina anopfuura nomo. Maguta avo akaparadzwa; hapana achasiyiwa, kana mumwe zvake.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 3:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy