Zefania 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋaprofita ʋaro ʋanhu ʋakareruka ʋanonyeŋgera; ʋaprista ʋaro ʋakamhura nɀimbo tȿene, ʋakaitira murairo simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vaprofita vavo vanozvikudza; vanhu vanonyengera. Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsvene uye vanoputsa murayiro. Viz kapitola |