Zefania 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hakuna izwi rarinoteerera, indambakuudzwa zvayo yeguta. Harivimbi naTenzi hariswederiwo pedyo naMwari waro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Harina‐kuterera inzwi, harina‐kutenda kuraŋgwa, harina‐kuʋimba naJehova, harina‐kusweɗera kunaMŋari waro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Harina kuteerera izwi, harina kutenda kurangwa, harina kuvimba naJehovha, harina kuswedera kuna Mwari waro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hakuna izwi rarinoteerera, indambakuudzwa zvayo yeguta. Harivimbi naTenzi hariswederiwo pedyo naMwari waro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hakuna izwi rarinoteerera, indambakuudzwa zvayo yeguta. Harivimbi naTenzi hariswederiwo pedyo naMwari waro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Harina warinoteerera, harigamuchiri kudzorwa. Harivimbi naJehovha, hariswederi pedyo naMwari waro. Viz kapitola |