Ʋatoŋgi 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rimwe zuva miti yakaenda kundogadza mambo wokuitonga. Yakati kumuti womuorivhi, ‘Iva mambo wedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Imŋe ŋguʋa miti yakandoɀizodzera mambo wayo; ikati kumuorivi: Iʋa mambo weɗu iwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Imwe nguva miti yakandozvizodzera mambo wayo; ikati kumuorivhi, ‘Iva mambo wedu iwe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Rimwe zuva miti yakaenda kundogadza mambo wokuitonga. Yakati kumuti womuorivhi, ‘Iva mambo wedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Rimwe zuva miti yakaenda kundogadza mambo wokuitonga. Yakati kumuti womuorivhi, ‘Iva mambo wedu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Rimwe zuva miti yakabuda kundozodza mambo wayo. Vakati kumuti womuOrivhi, ‘Iva mambo wedu.’ Viz kapitola |