Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀino Gaari wakati aciʋona ʋanhu, akati kunaZeburi: Tarira, kunaʋanhu ʋanoɓuruka ʋacibva kumsoro kumakomo. Zeburi akati kwaari: Unoʋona hako mimvuri yamakomo, yakafanana naʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvino Gaari wakati achiona vanhu, akati kuna Zebhuri, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kumusoro kumakomo.” Zebhuri akati kwaari, “Unoona hako mimvuri yamakomo, yakafanana navanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Gaari akati achivaona, akati kuna Zebhuri, “Tarira, vanhu vari kuburuka kubva pamusoro pamakomo!” Zebhuri akapindura akati, “Uri kuona mimvuri yamakomo savanhu iwe.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy