Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Abhimereki navanhu vose vaaiva navo vakasimuka nousiku vakandohwandira guta reShikemu vari muzvikwata zvina.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo Abimereki akamuka ʋusiku, iye naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo, ʋakandoʋandira Shekemi ʋakaita mapoka manna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo Abhimereki akamuka usiku, iye navanhu vose vaakanga anavo, vakandovandira Shekemu vakaita mapoka mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Abhimereki navanhu vose vaaiva navo vakasimuka nousiku vakandohwandira guta reShikemu vari muzvikwata zvina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Abhimereki navanhu vose vaaiva navo vakasimuka nousiku vakandohwandira guta reShikemu vari muzvikwata zvina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Saka Abhimereki namauto ake akasimuka usiku akaenda kunzvimbo dzakavanda pedyo neShekemu mumapoka mana.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy