Ʋatoŋgi 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Akatumira nhume kuna Abhimereki kuAruma muchiverevere achiti, “Hevo, kuno kuShikemu kwakauyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake varikuisa muvanhu veguta mweya wokukupandukirai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Akatuma nhume kunaAbimereki nokunyeŋgera, akati: Tarira, Gaari, mŋanakomana waEbedi nehama dzake ʋaȿika paShekemi; tarira ʋanokurudzira guta kurwa newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Akatuma nhume kuna Abhimereki nokunyengera, akati, “Tarira, Gaari, mwanakomana waEbhedhi nehama dzake vasvika paShekemu; tarira vanokurudzira guta kurwa newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Akatumira nhume kuna Abhimereki kuAruma muchiverevere achiti, “Hevo, kuno kuShikemu kwakauyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake varikuisa muvanhu veguta mweya wokukupandukirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Akatumira nhume kuna Abhimereki kuAruma muchiverevere achiti, “Hevo, kuno kuShikemu kwakauyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake varikuisa muvanhu veguta mweya wokukupandukirai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akatuma nhume kuna Abhimereki muchivande achiti, “Gaari mwanakomana waEbhedhi uye navanunʼuna vake vakasvika kuShekemu uye vari kukuchidzira guta kuti rikurwisei. Viz kapitola |