Ʋatoŋgi 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamsoro pake, ʋarume ʋeShekemi ʋaciɀinzwa; mŋoyo yaʋo ikaɗa kuteʋera Abimereki, nokuti ʋakati: Ihama yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino madzisekuru ake akataura mashoko awa ose pamusoro pake, varume veShekemu vachizvinzwa; mwoyo yavo ikada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Madzisekuru ake okwaamai vake vakasuma zvose izvozvi kuvatungamiriri vose vokuShikemu. Vakasarudza kutungamirirwa naAbhimereki nokuti vaiti, “Muzukuru wavo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Hanzvadzi dzamai vake dzakarondedzerazve zvose izvi kuvagari veShekemu, vakada kutevera Abhimereki, nokuti vakati, “Ihama yedu.” Viz kapitola |