Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Gaari mwanakomana waEbhedhi akati, “Abhimereki chiiwo zvake? Naiyesuwo vanhu veShikemu tiri vanhu rudzii chaizvo zvatinozvirega tichingotongwa nomunhu uyu? Handiti Jerubhaari naZebhuri muchinda wake vaitoshandira Hamori baba vaShikemu. Zvino tinofanira kumushandira pamusana pei?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino Gaari mŋanakomana waEbedi, akati: Abimereki ndianiko, Shekemi ndianiko, kuti timushumire? Haazi mŋanakomana waJerubaari here? NaZeburi haazi munyai wake here? Imi shumirai henyu ʋarume ʋaHamori, ɓaɓa ʋaShekemi; asi isu ticamushumireiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, akati, “Abhimereki ndianiko, Shekemu ndianiko, kuti timushumire? Haazi mwanakomana waJerubhaari here? NaZebhuri haazi munyai wake here? Imi shumirai henyu varume vaHamori, baba vaShekemu; asi isu tichamushumireiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Gaari mwanakomana waEbhedhi akati, “Abhimereki chiiwo zvake? Naiyesuwo vanhu veShikemu tiri vanhu rudzii chaizvo zvatinozvirega tichingotongwa nomunhu uyu? Handiti Jerubhaari naZebhuri muchinda wake vaitoshandira Hamori baba vaShikemu. Zvino tinofanira kumushandira pamusana pei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo Gaari mwanakomana waEbhedhi akati, “Abhimereki ndianiko uye Shekemu ndianiko, kuti tive varanda vake? Ko, haazi mwanakomana waJerubhi-Bhaari, uye Zebhuri haazi mutevedzeri wake here? Shandirai vanhu vaHamori, baba vaShekemu! Seiko tichishandira Abhimereki?

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy