Ʋatoŋgi 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mwari akaitira izvozvi kuti mhosva youtsinye hwakaitwa naAbhimereki hwokuuraya vakoma navanun'una vake, vanakomana vaJerubhaari makumi manomwe, iripwe, ropa ripfukire iye Abhimereki navanhu veShikemu vakamutsigira kuuraya vakoma navanun'una vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 kuti ɀakashata ɀakaitirwa ʋanakomana ʋaJerubaari ʋanamakumi manomŋe ɀitsibge, neropa raʋo ritsibge kunaAbimereki, munuŋuna waʋo wakaʋaʋuraya, nokuʋarume ʋeShekemi ʋakaŋga ʋasimbisa maʋoko ake kuti aʋuraye ʋana ʋaɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 kuti zvakashata zvakaitirwa vanakomana vaJerubhaari vana makumi manomwe zvitsibwe, neropa ravo ritsibwe kuna Abhimereki, mun'una wavo wakavauraya, nokuvarume veShekemu vakanga vasimbisa maoko ake kuti auraye vana vababa vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mwari akaitira izvozvi kuti mhosva youtsinye hwakaitwa naAbhimereki hwokuuraya vakoma navanun'una vake, vanakomana vaJerubhaari makumi manomwe, iripwe, ropa ripfukire iye Abhimereki navanhu veShikemu vakamutsigira kuuraya vakoma navanun'una vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mwari akaitira izvozvi kuti mhosva youtsinye hwakaitwa naAbhimereki hwokuuraya vakoma navanun'una vake, vanakomana vaJerubhaari makumi manomwe, iripwe, ropa ripfukire iye Abhimereki navanhu veShikemu vakamutsigira kuuraya vakoma navanun'una vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mwari akaita izvi kuitira kuti zvakaipa zvakaitirwa vanakomana makumi manomwe vaJerubhi-Bhaari, kuteurwa kweropa ravo, kutsiviwe pamusoro pomununʼuna wavo Abhimereki uye napamusoro pavagari veShekemu, avo vakanga vamubatsira kuponda vanakomana vababa vake. Viz kapitola |