Ʋatoŋgi 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo Jotami akamhanya, akatiza, akandogara paBeeri, nokuti wakatya Abimereki mukuru wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Jotamu akatiza, akapunyukira kuBheeri, uye akagara ikoko nokuti akanga achitya mukoma wake Abhimereki. Viz kapitola |