Ʋatoŋgi 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino kana zvamaitira Jerubhaari nemhuri yake nhasi uno mazviita muri pachokwadi uye nomazvo, farai zvenyu mupemberere Abhimereki, iye ngaakufarireiwo kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 kana makaitira Jerubaari neimba yake ɀakanaka neɀakarurama nhasi, cifarirai henyu Abimereki, naiye akufarirei ʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 kana makaitira Jerubhaari neimba yake zvakanaka nezvakarurama nhasi, chifarirai henyu Abhimereki, naiye akufarireiwo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino kana zvamaitira Jerubhaari nemhuri yake nhasi uno mazviita muri pachokwadi uye nomazvo, farai zvenyu mupemberere Abhimereki, iye ngaakufarireiwo kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino kana zvamaitira Jerubhaari nemhuri yake nhasi uno mazviita muri pachokwadi uye nomazvo, farai zvenyu mupemberere Abhimereki, iye ngaakufarireiwo kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 kana zvino makaita norukudzo uye nokutenda kwakanaka kuna Jerubhi-Bhaari nemhuri yake, nhasi Abhimereki ngaave mufaro wenyu, nemiwo muve wakewo! Viz kapitola |