Ʋatoŋgi 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 (nokuti ɓaɓa ʋaŋgu ʋakakurwirai, ʋasiŋgaraŋgariri ʋupenyu bgaʋo, ʋakakurwirai mumaʋoko aMidiani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 (nokuti baba vangu vakakurwirai, vasingarangariri upenyu hwavo, vakakurwirai mumaoko avaMidhiani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 uye nokufunga kuti baba vangu vakakurwirai, vakaisa upenyu hwavo panjodzi kuti vakununurei kubva muruoko rweMidhiani Viz kapitola |