Ʋatoŋgi 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Heya munoti ndisiye kutapira kwangu nemichero yangu iyi yakanaka kudai ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi muʋonde wakati kwairi: Ko ini ndiŋgarega kutapira kwaŋgu nemicero yaŋgu yakanaka, ndipepere uko nokoko pamsoro pemiti here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi muonde wakati kwairi, ‘Ko ini ndingarega kutapira kwangu nemichero yangu yakanaka, ndipepere uko nokoko pamusoro pemiti here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Heya munoti ndisiye kutapira kwangu nemichero yangu iyi yakanaka kudai ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi muonde wakati kwairi, ‘Heya munoti ndisiye kutapira kwangu nemichero yangu iyi yakanaka kudai ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Asi muonde wakapindura ukati, ‘Ndingada hangu kusiya muchero wangu, wakanaka kudai uye unotapira, kuti ndinozengaira pamusoro pemiti here?’ Viz kapitola |