Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akati kuʋarume ʋeSukoti: Ipai henyu ʋanhu aʋa ʋanonditeʋera mapundu eɀiŋgwa, nokuti ʋaneta; ndinoteʋerera Zeba naZarmuna, madzimambo aMidiani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu vanhu ava vanonditevera mapundu ezvingwa, nokuti vaneta; ndinoteverera Zebha naZarimuna, madzimambo aMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu mauto angu chingwa; vaneta, uye ndichiri kutevera Zebha naZarumuna, madzimambo eMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy