Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Gideoni, mŋanakomana waJoashi, akafa akwegura, akaʋigwa mubgiro bgaJoashi ɓaɓa ʋake paOfra raʋaAbiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akafa akwegura, akavigwa mubwiro hwaJoashi baba vake paOfura ravaAbhiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akafa akwegura zvikuru uye akavigwa muguva rababa vake Joashi muOfira ravaAbhiezeri.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy