Ʋatoŋgi 8:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Uremo hwemhete dzendarama dzaakanga avakumbira dziya hwakaita chiuru chimwechete chamashekeri endarama namazana manomwe awo, tisingaverengei zvedu nyembe namakoza nehanzu dzeruvara rwehute dzaipfekwa namadzimambo evaMidhiani uye ngetani dzaiva mumitsipa yengamera dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀindori iɀo ɀemhino ɀendarama, ɀaakakumbira kwaʋari, pakurema kwaɀo ɀikaȿika mashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe endarama; asi haʋana‐kuʋereŋga ɀishoŋgo ɀakaŋga ɀakafanana nomŋedzi, neɀindori ɀaishoŋgwa, neŋguʋo shaʋa dzaifukwa namadzimambo aMidiani; haʋana‐kuʋereŋga ʋo ʋuketani bgakaŋga bguri pamitsipa yamakamera aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvindori izvo zvemhino zvendarama, zvaakakumbira kwavari, pakurema kwazvo zvikasvika mashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe endarama; asi havana kuverenga zvishongo zvakanga zvakafanana nomwedzi, nezvindori zvaishongwa, nenguo shava dzaifukwa namadzimambo aMidhiani; havana kuverengawo uketani hwakanga hwuri pamitsipa yamakamera avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Uremo hwemhete dzendarama dzaakanga avakumbira dziya hwakaita chiuru chimwechete chamashekeri endarama namazana manomwe awo, tisingaverengei zvedu nyembe namakoza nehanzu dzeruvara rwehute dzaipfekwa namadzimambo evaMidhiani uye ngetani dzaiva mumitsipa yengamera dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Uremo hwemhete dzendarama dzaakanga avakumbira dziya hwakaita chiuru chimwechete chamashekeri endarama namazana manomwe awo, tisingaverengei zvedu nyembe namakoza nehanzu dzeruvara rwehute dzaipfekwa namadzimambo evaMidhiani uye ngetani dzaiva mumitsipa yengamera dzavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uremu hwemhete dzegoridhe dzaakakumbira hwakasvika mashekeri chiuru chimwe namazana manomwe, pasingaverengwi zvishongo, uketani, nguo dzepepuru dzaipfekwa namadzimambo eMidhiani kana uketani hwakanga huri pamitsipa yengamera dzavo. Viz kapitola |