Ʋatoŋgi 8:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ivo vakati, “Zvokukupai, tinokupai zvedu.” Vakawaridza jira murume woga woga ndokubva atora mhete muzvinhu zvaakapamba, achikandapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakapindura, ʋakati: Ticakupai iɀo nomŋoyo wose! Ipapo ʋakawarira ŋguʋo, mumŋe nomumŋe akakandira’po ɀindori ɀemhino, ɀakaŋga ɀiri pakati peɀakapambga ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Vakapindura vakati, “Tichakupai izvo nomwoyo wose!” Ipapo vakawarira nguo, mumwe nomumwe akakandirapo zvindori zvemhino, zvakanga zviri pakati pezvakapambwa zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ivo vakati, “Zvokukupai, tinokupai zvedu.” Vakawaridza jira murume woga woga ndokubva atora mhete muzvinhu zvaakapamba, achikandapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ivo vakati, “Zvokukupai, tinokupai zvedu.” Vakawaridza jira murume woga woga ndokubva atora mhete muzvinhu zvaakapamba, achikandapo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakapindura vakati, “Tichafara kudzipa kwamuri.” Saka vakawaridza nguo pasi, uye murume mumwe nomumwe akakanda mhete yezvaakapamba pamusoro payo. Viz kapitola |