Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zebha naZarimuna vakati, “Simukai mutiuraye iyemi pachenyu nokuti ndimi mabve zano, mune simba.” Gidheoni akasimuka ndokuuraya Zebha naZarimuna, ndokubva atora nyembe dzaiva muhuro mengamera dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ipapo Zeba naZarmuna ʋakati: Simukai imi, mutiʋuraye, nokuti seɀakaita murume, ndiɀo ɀakaita simba rake. Ipapo Gideoni akasimuka, akaʋuraya Zeba naZarmuna, akatora ɀishoŋgo ɀakaŋga ɀakafanana nomŋedzi, ɀakaŋga ɀiri pamitsipa yamakamera aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ipapo Zebha naZarimuna vakati, “Simukai imi, mutiuraye, nokuti sezvakaita murume, ndizvo zvakaita simba rake.” Ipapo Gidheoni akasimuka, akauraya Zebha naZarimuna, akatora zvishongo zvakanga zvakafanana nomwedzi, zvakanga zviri pamitsipa yamakamera avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zebha naZarimuna vakati, “Simukai mutiuraye iyemi pachenyu nokuti ndimi mabve zano, mune simba.” Gidheoni akasimuka ndokuuraya Zebha naZarimuna, ndokubva atora nyembe dzaiva muhuro mengamera dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Zebha naZarimuna vakati, “Simukai mutiuraye iyemi pachenyu nokuti ndimi mabve zano, mune simba.” Gidheoni akasimuka ndokuuraya Zebha naZarimuna, ndokubva atora nyembe dzaiva muhuro mengamera dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Zebha naZarumuna vakati, “Uyai muzviite imi. ‘Munhu sezvaari ndizvo zvakaita simba rake.’ ” Saka Gidheoni akaswedera akavauraya, uye akatora zvishongo kubva mumitsipa yengamera dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy