Ʋatoŋgi 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akati kunaJeteri, ɗaŋgwe rake: Simuka, uʋaʋuraye. Asi jaya harina‐kuvomora munondo waro, nokuti rakatya, ɀarakaŋga riciri mukomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, “Simuka, uvauraye.” Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akatendeukira kuna Jeta mwanakomana wake mukuru, akati, “Vauraye!” Asi Jeta haana kuvhomora munondo wake, nokuti akanga achiri mukomana uye aitya. Viz kapitola |