Ʋatoŋgi 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabata vakuru vakuru veguta reSukoti akavarova norukato neminzwa achiitira kuti vanhu vemuSukoti vawane chidzidzo pavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo akatora ʋakuru ʋeguta, neminzwa yomurenje norukato, akapura ʋarume ʋeSukoti naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo akatora vakuru veguta, neminzwa yomurenje norukato, akapura varume veSukoti nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabata vakuru vakuru veguta reSukoti akavarova norukato neminzwa achiitira kuti vanhu vemuSukoti vawane chidzidzo pavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akabata vakuru vakuru veguta reSukoti akavarova norukato neminzwa achiitira kuti vanhu vemuSukoti vawane chidzidzo pavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akatora vakuru veguta akadzidzisa varume veSukoti chidzidzo nenzira yokuvaranga neminzwa yomurenje uye norukato. Viz kapitola |