Ʋatoŋgi 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zebha naZarimuna vakagoti gumbo ndibereke. Iye akadzingirirana navo ndokubata madzimambo maviri evaMidhiani vanaZebha naZarimuna. Akaitisa hondo yose yevaMidhiani chimwandamwanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Zeba naZarmuna ʋakatiza, iye akaʋateʋerera; akaɓata madzimambo maʋiri aMidiani, Zeba naZarmuna, akavundusa hondo yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Zebha naZarimuna vakatiza, iye akavateverera; akabata madzimambo maviri aMidhiani, Zebha naZarimuna, akavhundusa hondo yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zebha naZarimuna vakagoti gumbo ndibereke. Iye akadzingirirana navo ndokubata madzimambo maviri evaMidhiani vanaZebha naZarimuna. Akaitisa hondo yose yevaMidhiani chimwandamwanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zebha naZarimuna vakagoti gumbo ndibereke. Iye akadzingirirana navo ndokubata madzimambo maviri evaMidhiani vanaZebha naZarimuna. Akaitisa hondo yose yevaMidhiani chimwandamwanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zebha naZarumuna, madzimambo maviri eMidhiani, vakatiza, asi akavatevera akavabata, akakunda hondo yavo yose. Viz kapitola |