Ʋatoŋgi 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Munhu wose akamira panzvimbo yake vakatenderedza matendhe iwayo. Hondo yavaMidhiani ndokuti ware kutiza ichiridza mhere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakamira mumŋe nomumŋe panɀimbo yake, ʋakakomba misasa; hondo yose ikamhanya, ʋakaridza mhere, ʋakatiza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vakamira mumwe nomumwe panzvimbo yake, vakakomba misasa; hondo yose ikamhanya, vakaridza mhere, vakatiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Munhu wose akamira panzvimbo yake vakatenderedza matendhe iwayo. Hondo yavaMidhiani ndokuti ware kutiza ichiridza mhere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Munhu wose akamira panzvimbo yake vakatenderedza matendhe iwayo. Hondo yavaMidhiani ndokuti ware kutiza ichiridza mhere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Murume mumwe nomumwe akaramba ari panzvimbo yake vakapoteredza musasa, vaMidhiani vose vakamhanya vachiridza mhere, vachitiza. Viz kapitola |