Ʋatoŋgi 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mumwe wake ndokuti, “Hakuna chimwe. Ibakatwa raGidheoni mwanakomana waJoashi muIsiraeri. Tenzi atoisa vaMidhiani nehondo yavo yose mumaoko ake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shamŋari yake ikapindura, ikati: Hacizi cimŋe cinhu, asi ndiwo munondo waGideoni, mŋanakomana waJoashi, murume waIsraeri; Mŋari wakaisa Midiani nehondo yose muruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Shamwari yake ikapindura, ikati, “Hachizi chimwe chinhu, asi ndiwo munondo waGidheoni, mwanakomana waJoashi, murume waIsiraeri; Mwari wakaisa Midhiani nehondo yose muruoko rwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mumwe wake ndokuti, “Hakuna chimwe. Ibakatwa raGidheoni mwanakomana waJoashi muIsiraeri. Tenzi atoisa vaMidhiani nehondo yavo yose mumaoko ake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mumwe wake ndokuti, “Hakuna chimwe. Ibakatwa raGidheoni mwanakomana waJoashi muIsiraeri. Tenzi atoisa vaMidhiani nehondo yavo yose mumaoko ake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shamwari yake yakapindura ikati, “Hachingavi chimwe chinhu kunze kwomunondo waGidheoni mwanakomana waJoashi, muIsraeri. Mwari aisa vaMidhiani nomusasa wose mumaoko ake.” Viz kapitola |