Ʋatoŋgi 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana uchitya kudzikako, chiperekedzanai nomuranda wako Pura, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kana ucitya kuɓuruka, uɓuruke kumisasa unaPura muranda wako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi kana uchitya kuburuka, uburuke kumisasa una Pura muranda wako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana uchitya kudzikako, chiperekedzanai nomuranda wako Pura, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana uchitya kudzikako, chiperekedzanai nomuranda wako Pura, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi kana uchitya kuenda, buruka uende kumusasa naPura muranda wako. Viz kapitola |