Ʋatoŋgi 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 VaIsiraeri vaisara vangovawo vanhu zvavo, vasisina chokubata pamusana pevaMidhiani. VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi kuti avanunure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ƲaIsraeri ʋakaʋa ʋarombo kwaɀo nokuɗa kwaMidiani; ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 VaIsiraeri vakava varombo kwazvo nokuda kwaMidhiani; zvino vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 VaIsiraeri vaisara vangovawo vanhu zvavo, vasisina chokubata pamusana pevaMidhiani. VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi kuti avanunure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 VaIsiraeri vaisara vangovawo vanhu zvavo, vasisina chokubata pamusana pevaMidhiani. VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi kuti avanunure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 VaMidhiani vakaita kuti vaIsraeri vave varombo zvokuti vakachema kuna Jehovha kuti avabatsire. Viz kapitola |