Ʋatoŋgi 6:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 zvino ndavakuisa mhombwa yewuru paburiro apa, kana dova rikava pawuru chete, pamwe pose, pasi pachingova pakaoma ndopandichaziva kuti muri kuda kundishandisa kununura vaIsiraeri, sezvamakareva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 tarirai, ndicaisa ɗebge rinemvere paɓuriro; kana kukaʋa neɗoʋa paɗebge ɓedzi, pasi pose pakawoma, ndicaziʋa kuti munoɗa kuponesa Israeri noruʋoko rwaŋgu, seɀamakataura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 tarirai, ndichaisa debwe rine mvere paburiro; kana kukava nedova padebwe bedzi, pasi pose pakaoma, ndichaziva kuti munoda kuponesa Isiraeri noruoko rwangu, sezvamakataura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 zvino ndavakuisa mhombwa yewuru paburiro apa, kana dova rikava pawuru chete, pamwe pose, pasi pachingova pakaoma ndopandichaziva kuti muri kuda kundishandisa kununura vaIsiraeri, sezvamakareva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 zvino ndavakuisa mhombwa yewuru paburiro apa, kana dova rikava pawuru chete, pamwe pose, pasi pachingova pakaoma ndopandichaziva kuti muri kuda kundishandisa kununura vaIsiraeri, sezvamakareva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 tarirai, ndichaisa chisumbu chewuru paburiro. Kana dova rikava pachisumbu chewuru chete uye pasi pose pakaoma, ipapo ndichaziva kuti muchaponesa Israeri noruoko rwangu, sezvamakareva.” Viz kapitola |