Ʋatoŋgi 6:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mweya waTenzi wakazadza Gidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaunganidzana vomutevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi Mŋeya waJehova wakaȿika pamsoro paGideoni, akaridza hwamanda, ʋaAbiezeri ʋakaʋuŋgana ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Asi Mweya waJehovha wakasvika pamusoro paGidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaungana vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mweya waTenzi wakazadza Gidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaunganidzana vomutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Mweya waTenzi wakazadza Gidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaunganidzana vomutevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo mweya waJehovha wakauya pamusoro paGidheoni, uye akaridza hwamanda, achidana vaAbhiezeri kuti vamutevere. Viz kapitola |