Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakabvunza vachiti, “Chaizvoizvo ndiani aita izvi?” Vakabvunzisisa vachitsvagurudza vakazoti, “NdiGidheoni mwanakomana waJoashi akaita izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ʋakataurirana, ʋakati: Ndianiko wakaita cinhu ici? Ʋakati ʋacinɀera nokubvunzisisa, ɀikanzi: Gideoni mŋanakomana waJoashi, ndiye wakaita cinhu ici.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Vakataurirana, vakati, “Ndianiko wakaita chinhu ichi?” Vakati vachinzvera nokubvunzisisa, zvikanzi, “Gidheoni mwanakomana waJoashi, ndiye wakaita chinhu ichi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakabvunza vachiti, “Chaizvoizvo ndiani aita izvi?” Vakabvunzisisa vachitsvagurudza vakazoti, “NdiGidheoni mwanakomana waJoashi akaita izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vakabvunza vachiti, “Chaizvoizvo ndiani aita izvi?” Vakabvunzisisa vachitsvagurudza vakazoti, “NdiGidheoni mwanakomana waJoashi akaita izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vakabvunzana vakati, “Ndianiko aita izvi?” Vakati vanyatsoferefeta, vakaudzwa kuti, “Gidheoni mwanakomana waJoashi ndiye aita izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 6:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy