Ʋatoŋgi 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pamazuʋa aShamgari, mŋanakomana waAnati, Pamazuʋa aJaeri, nzira huru dzakaŋga dzisiŋgafambgi, Ʋafambi ʋaifamba nenzira dzinopota‐pota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota-pota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Mumazuva aShamugari mwanakomana waAnati, mumazuva aJaeri, migwagwa yakasiyiwa; vafambi vakafamba nenzira dzinopoterera. Viz kapitola |