Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 5:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Pamwe vari kutounganidza zvavo nokugovana zvavapamba, munhu achitopiwa zvake mukadzi kana vaviri, izvozvi pamwe Sisera atowana machira ane manyerekete, machira okudhaya ana mavara mavara akanyatsorukirwa. Kana iniwo ndichatoigirwa mavhoiri maviri omuhuro.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Haʋana‐kuwana here ɀaʋakapamba, haʋana‐kuɀigoʋana here? Ɀimŋe murume mumŋe nomumŋe unopiwa musikana mumŋe, kana ʋasikana ʋaʋiri; Ɀimŋe Sisera ucapiwa ŋguʋo dzakapambga dzamaʋara‐ʋara, Ŋguʋo dzakapambga dzemiceka yakarukwa yamaʋara‐ʋara, Ŋguʋo dzamaʋara‐ʋara dzakarukwa kunhiʋi dzose, dzakafanira mitsipa yaʋakapamba?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 ‘Havana kuwana here zvavakapamba, havana kuzvigovana here? Zvimwe murume mumwe nomumwe unopiwa musikana mumwe, kana vasikana vaviri; Zvimwe Sisera uchapiwa nguo dzakapambwa dzamavara-vara, Nguo dzakapambwa dzemicheka yakarukwa yamavara-vara, Nguo dzamavara-vara dzakarukwa kunhivi dzose, dzakafanira mitsipa yavakapamba?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Pamwe vari kutounganidza zvavo nokugovana zvavapamba, munhu achitopiwa zvake mukadzi kana vaviri, izvozvi pamwe Sisera atowana machira ane manyerekete, machira okudhaya ana mavara mavara akanyatsorukirwa. Kana iniwo ndichatoigirwa mavhoiri maviri omuhuro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 ‘Ko, havasi kuwana nokugoverana zvakapambwa here vachiti, musikana mumwe chete kana vaviri pamurume mumwe chete, nguo dzina mavara dzezvakapambwa zvaSisera, nguo dzina mavara dzakarukwa, nguo dzakanyatsorukwa dzomutsipa wangu, zvose izvi zviri zvakapambwa?’

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 5:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy