Ʋatoŋgi 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mapopopo aKishoni akavakukura, mapopopo akati vata, mapopopo aKishoni. Regai ndichikanyaira nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rwizi Kishoni rwakaʋakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mŋeya waŋgu, pfuʋura nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Rwizi Kishoni rwakavakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mweya wangu, pfuura nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mapopopo aKishoni akavakukura, mapopopo akati vata, mapopopo aKishoni. Regai ndichikanyaira nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mapopopo aKishoni akavakukura, mapopopo akati vata, mapopopo aKishoni. Regai ndichikanyaira nesimba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Rwizi Kishoni rwakavakukura, irwo rwizi rwakare, rwizi Kishoni. Pfuurira mberi, mweya wangu, simba! Viz kapitola |