Ʋatoŋgi 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kudzai Jehova, Nokuti ʋatuŋgamiriri ʋakatuŋgamirira ʋaIsraeri, Nokuti ʋanhu ʋakaʋuya nokuɗa kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira vaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Kana machinda aIsraeri achitungamirira, kana vanhu vachizvipira pachavo Jehovha ngaarumbidzwe!” Viz kapitola |