Ʋatoŋgi 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VokwaEfuraimu kubvira kuAmareki vatopinda kare mubani, mushure menyu, vokwaBhenjamini navanhu vokwenyu. Vatungamiriri vokwaMakiri vaburukawo vatovamo, nenhungamiri dzokwaZebhuruni dzarovererawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 KunaEfraimi ndokwakabva ʋanomudzi waʋo paAmareki, Ʋacikuteʋera iwe Benjamini pakati paʋanhu ʋako. PaMakiri ndipo pakaɓurukira ʋarairi, NokunaZeburuni aʋo ʋakaɓata tȿimbo yokukunda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kuna Efuremu ndokwakabva vano mudzi wavo paAmareki, Vachikutevera iwe Bhenjamini pakati pavanhu vako. PaMakiri ndipo pakaburukira varairi, Nokuna Zebhuruni avo vakabata tsvimbo yokukunda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VokwaEfuraimu kubvira kuAmareki vatopinda kare mubani, mushure menyu, vokwaBhenjamini navanhu vokwenyu. Vatungamiriri vokwaMakiri vaburukawo vatovamo, nenhungamiri dzokwaZebhuruni dzarovererawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 VokwaEfuraimu kubvira kuAmareki vatopinda kare mubani, mushure menyu, vokwaBhenjamini navanhu vokwenyu. Vatungamiriri vokwaMakiri vaburukawo vatovamo, nenhungamiri dzokwaZebhuruni dzarovererawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vamwe vakauya vachibva kwaEfuremu, midzi yavo yakanga iri muna Amareki; Bhenjamini akanga ari pakati pavanhu vakakutevera iwe. Kubva kuna Makiri vatungamiri vakaburuka, kubva kuZebhuruni avo vanotakura tsvimbo yomutungamiri wehondo. Viz kapitola |