Ʋatoŋgi 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Muka, muka, Debora; Muka, muka, uimbe rwiyo! Simuka Baraki, utape ʋatapxa ʋako, iwe mŋanakomana waAbinoami. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Muka, muka, Dhebhora; Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 ‘Muka, muka, Dhibhora! Muka, muka, uimbe rwiyo! Simuka, Bharaki! Tapa vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.’ Viz kapitola |